Numeri 7:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nezuʋa recinna Erizuri, mŋanakomana waShedeuri, mucinda waʋana ʋaRubeni, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Nezuva rechina Erizuri, mwanakomana waShedheuri, muchinda wavana vaRubheni, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pazuva rechina, Erizuri mwanakomana waShedheuri, mutungamiri wavanhu vokwaRubheni, akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstuk |