Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 7:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 kwoti handira ichiri duku imwechete, nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

27 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 kwoti handira ichiri duku imwechete, nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete nomukono wegwayana regore rimwe chete zvechipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 7:27

Volg ons:

Advertensies


Advertensies