Numeri 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 kwozoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu, dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waNataneri mwanakomana wavaZuaru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caNetaneri, mŋanakomana waZuari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaNetaneri, mwanakomana waZuari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kwozoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu, dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waNataneri mwanakomana wavaZuaru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaNetaneri mwanakomana waZuari. Sien die hoofstuk |