Numeri 7:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akati apedza kumisa tendhe rinoera akarizodza akariturira kuna Mwari pamwechete nezvose zvomo akazodza akaturirawo atari nemidziyo yayo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino nomusi Mosesi waakapedza kumisa tabernakeri nawo, nokuizodza, nokuitsaura nenhumbi dzayo dzose, neartari, nemidziyo yayo yose, wakati aɀizodza nokuɀitsaura, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino nomusi Mosesi waakapedza kumisa tabhenakeri nawo, nokuizodza, nokuitsaura nenhumbi dzayo dzose, neatari, nemidziyo yayo yose, akati azvizodza nokuzvitsaura, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akati apedza kumisa tendhe rinoera akarizodza akariturira kuna Mwari pamwechete nezvose zvomo akazodza akaturirawo atari nemidziyo yayo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mozisi akati apedza kumisa tabhenakeri, akaizodza akaitsaura pamwe chete nemidziyo yayo yose. Akazodzawo nokutsaura aritari nemidziyo yayo yose. Sien die hoofstuk |