Numeri 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana murume kana mukadzi aciŋge atadza nokutadza kwaʋanhu, akatadzira Jehova, munhu uyu akaʋa nemhoȿa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Uti kuvaIsraeri: ‘Kana murume kana mukadzi akakanganisira mumwe nenzira ipi zvayo uye saizvozvo akasava akatendeka kuna Jehovha, munhu uyo ane mhosva, Sien die hoofstuk |