Numeri 4:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari vakaȿika ɀuru ɀisere namazana mashanu namakumi masere. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200248 vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 vakasvika zviuru zvisere, mazana mashanu namakumi masere. Sien die hoofstuk |