Numeri 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndiro ɓasa remhuri dzaʋana ʋaGershoni patente rokusoŋgana; paɓasa raʋo rose ʋanofanira kurairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Ndiro basa remhuri dzavana vaGeshoni patende rokusangana; pabasa ravo rose vanofanira kurairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndiro basa redzimba dzavaGerishoni paTende Rokusangana. Vanofanira kurayirwa pamabasa avo naItamari mwanakomana waAroni muprista. Sien die hoofstuk |