Numeri 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 asi muʋaitire iɀi kuti ʋararame, ʋarege kufa, kana ʋacisweɗera kuɀinhu ɀitȿene‐tȿene; Aroni naʋanakomana ʋake ʋanofanira kupinda nokuʋagadza, mumŋe nomumŋe, paɓasa rake napamutoro wake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 asi muvaitire izvi kuti vararame, varege kufa, kana vachiswedera kuzvinhu zvitsvene‐tsvene; Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda nokuvagadza, mumwe nomumwe, pabasa rake napamutoro wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kuti vararame uye varege kufa pavanoswedera pedyo nezvinhu zvitsvene, uvaitire izvi: Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda munzvimbo tsvene vagorayira murume mumwe nomumwe basa rake nezvaanofanira kuita. Sien die hoofstuk |