Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ngavachiputire pamwechete nemidziyo yacho yose mudehwe retahashi, vagadzikire zvose pamapango okutakurisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino ʋanofanira kuciputira pamŋe cete nenhumbi dzaco dzose mucokufukidzira camatebge amatenhe, ndokuciisa pamatanda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino vanofanira kuchiputira pamwechete nenhumbi dzacho dzose muchokufukidzira chamatehwe amatenhe, ndokuchiisa pamatanda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ngavachiputire pamwechete nemidziyo yacho yose mudehwe retahashi, vagadzikire zvose pamapango okutakurisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ipapo vanofanira kuchiputira pamwe chete nezvimwe zvacho muchifukidzo chamatehwe emhou dzomugungwa vagochiisa pamatanda okutakurisa nawo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 4:10

Volg ons:

Advertensies


Advertensies