Numeri 36:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwanasikana wose ane nhaka mudzinza ripi neripi ravaIsiraeri ngaaroorwe nomurume wemhuri yomudzinza rababa vake kuitira kuti muIsiraeri wose agare ari munhaka yamadzibaba ake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋanasikana mumŋe nomumŋe unenhaka parudzi rupi norupi rwaʋana ʋaIsraeri, ŋgaawanikwe nomumŋe weimba yorudzi rwaɓaɓa ʋake, kuti ʋana ʋaIsraeri, mumŋe nomumŋe, ʋagare nhaka yamadziɓaɓa aʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Mwanasikana mumwe nomumwe ane nhaka parudzi rupi norupi rwavana vaIsiraeri, ngaawanikwe nomumwe weimba yorudzi rwababa vake, kuti vana vaIsiraeri, mumwe nomumwe, vagare nhaka yamadzibaba avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwanasikana wose ane nhaka mudzinza ripi neripi ravaIsiraeri ngaaroorwe nomurume wemhuri yomudzinza rababa vake kuitira kuti muIsiraeri wose agare ari munhaka yamadzibaba ake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwanasikana mumwe nomumwe anogara nhaka yenyika murudzi rupi zvarwo rwavaIsraeri anofanira kuwanikwa nomunhu anobva muimba yorudzi rwababa vake, kuitira kuti muIsraeri wose awane nhaka yamadzibaba ake. Sien die hoofstuk |