Numeri 36:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Naizvozvo panozosvika gore ravaIsiraeri reHwamanda nhaka yavanenge vapiwa ichawedzerwa kunhaka yedzinza kwavanezenge varoorwa. Saka nhaka yavo ichabviswa munhaka yedzinza ramadzibaba edu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino kana gore reJuberi raʋana ʋaIsraeri riciȿika, nhaka yaʋo icawedzerwa panhaka yorudzi kwaʋagere; naiɀoɀo nhaka yaʋo icabviswa panhaka yorudzi rwamadziɓaɓa eɗu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Zvino kana gore reJubheri ravana vaIsiraeri richisvika, nhaka yavo ichawedzerwa panhaka yorudzi kwavagere; naizvozvo nhaka yavo ichabviswa panhaka yorudzi rwamadzibaba edu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Naizvozvo panozosvika gore ravaIsiraeri reHwamanda nhaka yavanenge vapiwa ichawedzerwa kunhaka yedzinza kwavanezenge varoorwa. Saka nhaka yavo ichabviswa munhaka yedzinza ramadzibaba edu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Gore reJubhiri ravaIsraeri parinosvika, nhaka yavo ichawedzerwa kunhaka yorudzi urwo rwavakawanikwa kwarwuri, uye pfuma yavo ichatorwa kubva kunhaka yorudzi rwamadzibaba edu.” Sien die hoofstuk |