Numeri 35:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 “Ani naani anouraya munhu, anogona kuurayiwa chete kana paine zvapupu. Asi hakuna munhu anofanira kuurayiwa noumboo hwechapupu chimwechete. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aninani unoʋuraya munhu, muʋurayi unofanira kuʋurawa nokupupura kweɀapupu; asi capupu cimŋe hacifaniri kupupurira munhu akaʋurawa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Ani naani unouraya munhu, muurayi anofanira kuurawa nokupupura kwezvapupu; asi chapupu chimwe hachifaniri kupupurira munhu akaurawa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Ani naani anouraya munhu, anogona kuurayiwa chete kana paine zvapupu. Asi hakuna munhu anofanira kuurayiwa noumboo hwechapupu chimwechete. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “ ‘Ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa semhondi kana chete pane zvapupu. Asi hapafaniri kuva nomunhu anourayiwa kana pachingova nechapupu chimwe chete. Sien die hoofstuk |