Numeri 35:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi kana nyakuuraya munhu uya akangobuda kunze kwemiganhu yeguta maakanga andopotera, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi kana ŋguʋa ipi neipi muʋurayi akaɗarika muganho weguta rake roʋutiziro, kwaakaŋga atizira, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Asi kana nguva ipi neipi muurayi akadarika muganhu weguta rake routiziro, kwaakanga atizira, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kana nyakuuraya munhu uya akangobuda kunze kwemiganhu yeguta maakanga andopotera, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Asi kana uyo anopomerwa akangobuda kunze akadarika muganhu weguta routiziro, uko kwaakatizira, Sien die hoofstuk |