Numeri 34:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kurudzi rwaʋana ʋaAsheri, mucinda Ahihudi, mŋanakomana waSheromi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 kurudzi rwavana vaAsheri, muchinda Ahihudhi, mwanakomana waSheromi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi; Sien die hoofstuk |