Numeri 34:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Wedzinza rokwaBhenjamini ndiEridhadhi mwanakomana waKisironi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kurudzi kwaBenjamini, Eridadi, mŋanakomana waKisroni; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 kurudzi kwaBhenjamini, Eridhadhi, mwanakomana waKisironi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Wedzinza rokwaBhenjamini ndiEridhadhi mwanakomana waKisironi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kubva kurudzi rwaBhenjamini, Eridhadhi mwanakomana waKisironi; Sien die hoofstuk |