Numeri 34:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Wedzinza rokwaSimeoni ndiShemueri mwanakomana waAmihudhi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 kurudzi rwaʋana ʋaSimeoni, Shemueri, mŋanakomana waAmihudi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 kurudzi rwavana vaSimeoni, Shemueri, mwanakomana waAmihudhi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Wedzinza rokwaSimeoni ndiShemueri mwanakomana waAmihudhi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kubva kurudzi rwaSimeoni, Shemueri mwanakomana waAmihudhi; Sien die hoofstuk |