Numeri 34:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 marudzi awa maʋiri nehafu akapiwa nhaka yawo necemhiri kwaJoridani paJeriko, kumabvazuʋa kunoɓuɗa zuʋa nako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 marudzi awa maviri nehafu akapiwa nhaka yawo nechemhiri kwaJorodhani paJeriko, kumabvazuva kunobuda zuva nako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Marudzi maviri aya nehafu vakagamuchira nhaka yavo kumabvazuva kweJorodhani reJeriko, kwakatarisana nokumabudazuva.” Sien die hoofstuk |