Numeri 32:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka vakati, “Kana muchida tipei zvedu isu varanda venyu nyika iyoyi kuti ive nhaka yedu, murege zvenyu kuti tiyambuke kumhiri kwaJorodhani.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakati: Kana takawana nyasha pamberi penyu, nyika ino ŋgaipiwe ʋaranda ʋenyu, iʋe yaʋo; musatiyambusa henyu Joridani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Vakati, “Kana takawana nyasha pamberi penyu, nyika ino ngaipiwe varanda venyu, ive yavo; musatiyambutsa henyu Jorodhani.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka vakati, “Kana muchida tipei zvedu isu varanda venyu nyika iyoyi kuti ive nhaka yedu, murege zvenyu kuti tiyambuke kumhiri kwaJorodhani.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakati, “Kana tawana nyasha pamberi penyu, nyika iyi ngaipiwe kuvaranda venyu ive yedu. Musatiyambutsa Jorodhani.” Sien die hoofstuk |