Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 32:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Isu tichayambuka takapakata zvombo zvedu zvehondo kunyika yeKanani tichitungamirirwa naTenzi kuitira kuti nhaka yedu ive mhiri kuno kwaJorodhani.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ticayambukira pamberi paJehova kunyika yeKanani, takashoŋga nhumbi dzeɗu dzokurwa, kuti tipiwe nhaka yeɗu necoʋuno mhiri kwaJoridani.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Tichayambukira pamberi paJehovha kunyika yeKenani, takashonga nhumbi dzedu dzokurwa, kuti tipiwe nhaka yedu nechouno mhiri kwaJorodhani.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Isu tichayambuka takapakata zvombo zvedu zvehondo kunyika yeKanani tichitungamirirwa naTenzi kuitira kuti nhaka yedu ive mhiri kuno kwaJorodhani.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Tichayambuka mhiri pamberi paJehovha tigopinda muKenani, takashonga nhumbi dzokurwa nadzo, asi nhaka yatichawana ichava kudivi rino reJorodhani.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 32:32

Volg ons:

Advertensies


Advertensies