Numeri 32:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 “Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi kana mukasaita saiɀoɀo, tarirai matadzira Jehova, muziʋe kuti ɀiʋi ɀenyu ɀicakuwanai. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Asi kana mukakoniwa kuita izvi, muchange matadzira Jehovha; uye zvirokwazvo chivi chenyu chichakuwanai. Sien die hoofstuk |