Numeri 32:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Vakasebera kwaari vakati, “Regai timbovakira pano zvipfuwo zvedu matanga, navana vedu maguta, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakasweɗera kwaari, ʋakati: Ticaʋakira ɀipfuwo ɀeɗu mataŋga naʋana ʋeɗu ʋaɗuku maguta pano; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Vakaswedera kwaari, vakati, “Tichavakira zvipfuwo zvedu matanga navana vedu vaduku maguta pano; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vakasebera kwaari vakati, “Regai timbovakira pano zvipfuwo zvedu matanga, navana vedu maguta, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo vakakwira kwaari vakati, “Tinoda kuvaka matanga ezvipfuwo zvedu kuno namaguta avakadzi vedu navana. Sien die hoofstuk |