Numeri 32:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 kunze kwaKarebhu chete mwanakomana waJefune muKenezi naJoshuwa mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Tenzi nomwoyo wose.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 asi Karebi, mŋanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mŋanakomana waNuni, nokuti iʋo ʋakateʋera Jehova nomŋoyo wose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 asi Karebhu, mwanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mwanakomana waNuni, nokuti ivo vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 kunze kwaKarebhu chete mwanakomana waJefune muKenezi naJoshuwa mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Tenzi nomwoyo wose.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 hakuna mumwe wavo kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune muKenizi naJoshua mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’ Sien die hoofstuk |