Numeri 31:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mosesi akatumira kuhondo chiuru chimwe nechimwe chavarwi vemadzinza ose avaIsiraeri pamwechete naFiniyasi mwanakomana womupristi, Ereazari. Finiyasi akaenda navo aine midziyo yomutendhe rinoera netsuri dzairidzirwa kurongera varwi zvokuita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mosesi akaʋatuma kundorwa, curu cimŋe kurudzi rumŋe norumŋe, iʋo naPinehasi, mŋanakomana waEreazari muprista, kundorwa, iye akaɓata nhumbi dzeimba tȿene nehwamanda dzokuridzisa nadzo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Mosesi akavatuma kundorwa, chiuru chimwe kurudzi rumwe norumwe, ivo naPinehasi, mwanakomana waEreazari mupristi, kundorwa, iye akabata nhumbi dzeimba tsvene nehwamanda dzokuridzisa nadzo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mosesi akatumira kuhondo chiuru chimwe nechimwe chavarwi vemadzinza ose avaIsiraeri pamwechete naFiniyasi mwanakomana womupristi, Ereazari. Finiyasi akaenda navo aine midziyo yomutendhe rinoera netsuri dzairidzirwa kurongera varwi zvokuita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mozisi akavatuma kundorwa, chiuru kubva kurudzi rumwe norumwe, pamwe chete naFinehasi mwanakomana waEreazari muprista, uyo akatorawo nhumbi dzomunzvimbo tsvene nehwamanda dzokuridza pakutungamirira. Sien die hoofstuk |