Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Saka mugove wakapiwa gungano rose waiti: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu ehwai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 (ɀino hafu yeʋuŋgano yaiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu namakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe namazana mashanu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

43 (zvino hafu yeungano yaiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu namakumi matatu, nezviuru zvinomwe namazana mashanu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Saka mugove wakapiwa gungano rose waiti: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu ehwai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 hafu yeungano yaiva makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu namanomwe, namazana mashanu,

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:43

Volg ons:

Advertensies


Advertensies