Numeri 31:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Madhongi zviuru makumi matatu ana mazana mashanu. Madhongi akapiwa kuna Tenzi makumi matanhatu nerimwechete amadhongi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Mboŋgoro dzaiʋa ɀuru ɀinamakumi matatu namazana mashanu; mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova kunaidzo, waiʋa mboŋgoro dzinamakumi matanhatu neimŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200239 Mbongoro dzaiva zviuru zvina makumi matatu namazana mashanu; mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha kunaidzo, waiva mbongoro dzina makumi matanhatu neimwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Madhongi zviuru makumi matatu ana mazana mashanu. Madhongi akapiwa kuna Tenzi makumi matanhatu nerimwechete amadhongi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 mbongoro dzaiva zviuru makumi matatu namazana mashanu, mutero waJehovha padziri wakanga uri mbongoro makumi matanhatu neimwe chete; Sien die hoofstuk |