Numeri 31:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Hwai dzakapiwa kuna Tenzi dzaiva mazana matanhatu ana makumi manomwe ehwai nehwai shanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova, waiʋa makwai anamazana matanhatu namakumi manomŋe namashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200237 mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha, waiva makwai ana mazana matanhatu namakumi manomwe namashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Hwai dzakapiwa kuna Tenzi dzaiva mazana matanhatu ana makumi manomwe ehwai nehwai shanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 mutero waJehovha paari wakanga uri makwai mazana matanhatu namakwai manomwe namashanu; Sien die hoofstuk |