Numeri 31:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Hafu, yakagoʋerwa ʋakaŋga ʋaenda kundorwa, aiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu, neɀuru ɀinamakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe, namazana mashanu; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 Hafu, yakagoverwa vakanga vaenda kundorwa, aiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu, nezviuru zvina makumi matatu, nezviuru zvinomwe, namazana mashanu; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Hafu yomugove wavaya vakarwa muhondo yaiva: makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu nezvinomwe, namazana mashanu, Sien die hoofstuk |