Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvino zvinhu zvose zvaiva zvapambwa navarwi kuhondo zvakanga zvakamira zvakadai: hwai dzaiva mazana matanhatu ezviuru nezviuru makumi manomwe nezvishanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino ɀakatapxa ɀakaŋga ɀasara, ʋarume ʋehondo ʋatora mugoʋe waʋo, ɀaiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matanhatu neɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀuru ɀishanu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino zvakatapwa zvakanga zvasara, varume vehondo vatora mugove wavo, zvaiva makwai ane zviuru zvina mazana matanhatu nezviuru zvina makumi manomwe nezviuru zvishanu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvino zvinhu zvose zvaiva zvapambwa navarwi kuhondo zvakanga zvakamira zvakadai: hwai dzaiva mazana matanhatu ezviuru nezviuru makumi manomwe nezvishanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Zvakatapwa zvakasara pane zvavakapamba zvakanga zvatorwa navarwi zvaisvika zviuru mazana matanhatu namakumi manomwe nezvishanu zvamakwai,

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:32

Volg ons:

Advertensies


Advertensies