Numeri 31:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Munofanira ʋo kusuka ŋguʋo dzenyu dzose, neɀose ɀakaitwa namatebge, neɀose ɀakarukwa nemvere dzembudzi, neɀinhu ɀose ɀakaitwa namatanda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Munofanirawo kusuka nguo dzenyu dzose, nezvose zvakaitwa namatehwe, nezvose zvakarukwa nemvere dzembudzi, nezvinhu zvose zvakaitwa namatanda.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Munatse nguo imwe neimwe pamwe chete nezvose zvakaitwa namatehwe, mvere dzembudzi kana makushe ehwai.” Sien die hoofstuk |