Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Mosesi akati, “Ko magorega vakadzi vose vari vapenyu sei?

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Mosesi akati kwaʋari: Makaceŋgeta ʋakadzi ʋose ʋari ʋapenyu here?

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Mosesi akati kwavari, “Makachengeta vakadzi vose vari vapenyu here?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mosesi akati, “Ko magorega vakadzi vose vari vapenyu sei?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Akavabvunza akati, “Ko, makatendera vakadzi vose kuti vararame here?

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:15

Volg ons:

Advertensies


Advertensies