Numeri 30:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana murume wake akazvinzwa akarega kumutsiura zuva iroro raakazvinzwa mhiko yake nezvaakatsidza kuzvisunga nazvo zvicharamba zviripo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 murume wake akaɀinzwa, akamunyararira hake nomusi waanoɀinzwa nawo, ipapo kupika kwake kucaʋa nesimba, nokuɀisuŋga kwake, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 murume wake akazvinzwa, akamunyararira hake nomusi waanozvinzwa nawo, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwake, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana murume wake akazvinzwa akarega kumutsiura zuva iroro raakazvinzwa mhiko yake nezvaakatsidza kuzvisunga nazvo zvicharamba zviripo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye murume wake akazvinzwa asi akasataura chinhu kwaari, ipapo mhiko dzake kana zvaakazvisunga nazvo zvichasimbiswa. Sien die hoofstuk |