Numeri 30:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Ngatiti mukadzi akatsidza achiri mumba momurume wake kana kupika mhiko Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana aciŋge apika ari mumba momurume wake, kana kuɀisuŋga nokupika, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Kana achinge apika ari mumba momurume wake, kana kuzvisunga nokupika, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ngatiti mukadzi akatsidza achiri mumba momurume wake kana kupika mhiko Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Kana mukadzi agere nomurume wake akaita mhiko kana kuti akazvisunga nemhiko Sien die hoofstuk |