Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 29:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 nenhoŋgo imŋe yembudzi ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso caco cinoɗururwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

38 nenhongo imwe yembudzi chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Muisewo nhongo imwe chete yembudzi sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 29:38

Volg ons:

Advertensies


Advertensies