Numeri 29:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nowezvokunwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 nenhoŋgo imŋe yembudzi, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, neɀipiriso ɀaco ɀinoɗururwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvacho zvinodururwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nowezvokunwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa. Sien die hoofstuk |