Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 29:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Nezuʋa reshanu munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku pfumbamŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Nezuva reshanu munofanira kuuya nenzombe duku pfumbamwe, nemakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe asina kuremara;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “ ‘Pazuva rechishanu, mugadzire hando pfumbamwe, makondobwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 29:26

Volg ons:

Advertensies


Advertensies