Numeri 29:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wawo wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa newezvokunwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 nenhoŋgo imŋe yembudzi, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso caco cinoɗururwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wawo wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa newezvokunwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose nechipiriso chacho chezviyo, uye nechipiriso chokunwa. Sien die hoofstuk |