Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 29:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Pazuva retatu, pirai handira dzichiri duku gumi neimwechete nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina. Dzose ngadzive dzisina chinoshoreka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nezuʋa retatu munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku dzinegumi neimŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Nezuva retatu munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi neimwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Pazuva retatu, pirai handira dzichiri duku gumi neimwechete nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina. Dzose ngadzive dzisina chinoshoreka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 “ ‘Pazuva rechitatu, mugadzire hando gumi neimwe, makondobwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 29:20

Volg ons:

Advertensies


Advertensies