Numeri 29:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Pahwayana gumi neina, pirai kirogiramu rimwechete pahwayana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 necegumi cimŋe pagwaiana rimŋe nerimŋe pamakwaiana anegumi namanna; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 nechegumi chimwe pagwayana rimwe nerimwe pamakwayana ane gumi namana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pahwayana gumi neina, pirai kirogiramu rimwechete pahwayana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye pamwe chete nerimwe nerimwe ramakwayana gumi namana, chikamu chimwe chete mugumi. Sien die hoofstuk |