Numeri 28:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Vaudze kuti zuva nezuva vagare vachipira Mwari mupiro wokupisa wehwayana mbiri, dzine gore rimwechete dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Unofanira kuti kwaʋari: Ndico cipiriso cinopiswa camunofanira kupa Jehova: Makwaiana amakondobge egore rimŋe, asina‐kuremara, maʋiri zuʋa rimŋe nerimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Unofanira kuti kwavari, ‘Ndicho chipiriso chinopiswa chamunofanira kupa Jehovha: Makwayana amakondohwe egore rimwe, asina kuremara, maviri zuva rimwe nerimwe, chive chipiriso chinopiswa nguva dzose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vaudze kuti zuva nezuva vagare vachipira Mwari mupiro wokupisa wehwayana mbiri, dzine gore rimwechete dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uti kwavari: ‘Ichi ndicho chipiriso chakaitwa nomoto chamunofanira kupa kuna Jehovha: makwayana maviri egore rimwe chete asina kuremara, sechipiriso chinopiswa chamazuva ose, zuva rimwe nerimwe. Sien die hoofstuk |