Numeri 28:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Munofanira kuʋuya naiɀoɀo kunze kwecipiriso cinopiswa camaŋgwanani, cinofanira kupiswa ŋguʋa dzose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Munofanira kuuya naizvozvo kunze kwechipiriso chinopiswa chamangwanani, chinofanira kupiswa nguva dzose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvinopiswa zvamangwanani zvamazuva ose. Sien die hoofstuk |