Numeri 27:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino unofanira kutaura naʋana ʋaIsraeri, uciti: Kana munhu akafa asinomŋanakomana, munofanira kugarisa mŋanasikana wake nhaka yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Zvino unofanira kutaura navana vaIsiraeri, uchiti, ‘Kana munhu akafa asina mwanakomana, munofanira kugarisa mwanasikana wake nhaka yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Uti kuvaIsraeri, ‘Kana murume akafa akasasiya mwanakomana, munofanira kudzorera nhaka yake kumwanasikana wake. Sien die hoofstuk |