Numeri 27:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 “Baba vedu isu vakafira kurenje. Asi vakanga vasiri muboka raKora riya rakaungana kuzopikisa Tenzi. Vakafawo nezvitadzo zvavo. Asi vakanga vasina mwana mukomana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ƃaɓa ʋeɗu ʋakafira murenje, asi ʋakaŋga ʋasi pakati peɓoka raʋaya ʋakaʋuŋgana kuzorwa naJehova, ʋeɓoka raKora; ʋakafira haʋo muɀiʋi ɀaʋo, ʋasinaʋanakomana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 “Baba vedu vakafira murenje, asi vakanga vasi pakati peboka ravaya vakaungana kuzorwa naJehovha, veboka raKora; vakafira havo muzvivi zvavo, vasina vanakomana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Baba vedu isu vakafira kurenje. Asi vakanga vasiri muboka raKora riya rakaungana kuzopikisa Tenzi. Vakafawo nezvitadzo zvavo. Asi vakanga vasina mwana mukomana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Baba vedu vakafira murenje. Vakanga vasiri pakati pavateveri vaKora, avo vakabatana pamwe chete kuti vamukire Jehovha, asi vakafira chivi chavowo vakasasiya vanakomana. Sien die hoofstuk |