Numeri 27:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Kana asina vakoma kana vanun'una, nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vababa vake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana asinaʋakuru kana ʋanuŋuna, munofanira kupa ʋakuru kana ʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋake nhaka yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Kana asina vakuru kana vanun’una, munofanira kupa vakuru kana vanun’una vababa vake nhaka yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana asina vakoma kana vanun'una, nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vababa vake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kana asina madzikoma kana vanunʼuna, mupe nhaka yake kuvanunʼuna kana madzikoma ababa vake. Sien die hoofstuk |