Numeri 26:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona56 Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Nhaka yaʋo inofanira kugoʋerwa nemijenya kana ʋari ʋazhinji kana ʋari ʋashoma. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200256 Nhaka yavo inofanira kugoverwa nemijenya kana vari vazhinji kana vari vashoma.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Nhaka iyoyi inofanira kugoverwa nechin'ange maererano nouwandi kana ushoma hwavanhu vari mudzinza iroro.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Nhaka imwe neimwe inofanira kugoverwa nemijenya pakati pemhuri huru nemhuri duku.” Sien die hoofstuk |