Numeri 26:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona47 Ndidzo mhuri dzomudzinza raAsheri, vose vakaverengwa vakakwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zvitatu, namazana mana avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ndidzo mhuri dzaAsheri; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitanhatu namazana manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200247 Ndidzo mhuri dzaAsheri; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitanhatu namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ndidzo mhuri dzomudzinza raAsheri, vose vakaverengwa vakakwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zvitatu, namazana mana avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaAsheri; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mashanu nezvitatu, namazana mana. Sien die hoofstuk |