Numeri 26:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 Mudzinza rokwaBhenjamini makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaBhera tateguru wayo ari Bhera, mhuri yokwaAshibheri tateguru wayo ari Ashibheri, mhuri yokwaAhiramu tateguru wayo ari Ahiramu, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini, nemhuri dzaʋo: Bera, kwakabva mhuri yaʋaBera; naAshberi, kwakabva mhuri yaʋaAshberi; naAhirami, kwakabva mhuri yaʋaAhirami; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 Ava ndivo vanakomana vaBhenjamini, nemhuri dzavo: Bhera, kwakabva mhuri yavaBhera; naAshibheri, kwakabva mhuri yavaAshibheri; naAhirami, kwakabva mhuri yavaAhirami; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Mudzinza rokwaBhenjamini makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaBhera tateguru wayo ari Bhera, mhuri yokwaAshibheri tateguru wayo ari Ashibheri, mhuri yokwaAhiramu tateguru wayo ari Ahiramu, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Zvizvarwa zvaBhenjamini nemhuri dzavo zvaiva: Bhera, kwakabva mhuri yavaBhera; Ashibheri, kwakabva mhuri yavaAshibheri; Ahiramu, kwakabva mhuri yaAhiramu; Sien die hoofstuk |