Numeri 26:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Vose vakaverengwa mumhuri yaEfuremu vaikwana makumi matatu ezviuru nezviuru zviviri, namazana mashanu. Ivava ndivo vomudzinza rokwaJosefi vakaverengwa mhuri nemhuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ndidzo mhuri dzaʋanakomana ʋaEfraimi; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri, namazana mashanu. Ndiʋo ʋanakomana ʋaJosefa, nemhuri dzaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200237 Ndidzo mhuri dzavanakomana vaEfuremu; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri, namazana mashanu. Ndivo vanakomana vaJosefa, nemhuri dzavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vose vakaverengwa mumhuri yaEfuremu vaikwana makumi matatu ezviuru nezviuru zviviri, namazana mashanu. Ivava ndivo vomudzinza rokwaJosefi vakaverengwa mhuri nemhuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaEfuremu; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matatu nezviviri, namazana mashanu. Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaJosefa nemhuri dzavo. Sien die hoofstuk |