Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 25:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chitenderano ichi chokuti vava vapristi nokusingapere ndechake iye nezvizvarwa zvake nokuti akatsamwira vanhu vasina kuremekedza Tenzi wake akayananisa vaIsiraeri naTenzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 icaʋa kwaari nokuʋana ʋake ʋanomuteʋera suŋgano yoʋuprista bgusiŋgaperi; nokuti wakaŋga aneshuŋgu nokuɗa kwaMŋari wake, akayananisira ʋana ʋaIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 ichava kwaari nokuvana vake vanomutevera kuti akanga ane shungu nokuda kwaMwari wake, akayananisira vana vaIsiraeri.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chitenderano ichi chokuti vava vapristi nokusingapere ndechake iye nezvizvarwa zvake nokuti akatsamwira vanhu vasina kuremekedza Tenzi wake akayananisa vaIsiraeri naTenzi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Iye nezvizvarwa zvake vachava nesungano youprista husingaperi, nokuti akanga ane shungu nokukudzwa kwaMwari wake, akayananisira vaIsraeri.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 25:13

Volg ons:

Advertensies


Advertensies