Numeri 23:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndiri pamusoro pamakomo pano ndinovaona, ndiri pazvikomo pano ndinovatarisa, onei vari vanhu vanoda kugara voga, vasingazviverengeri mukati mamamwe marudzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti ndinomuʋona ndiri pamsoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamsoro peɀikomo; Tarira, ndiʋanhu ʋanogara ʋari ʋoga, Haʋaŋgaʋereŋgwi pakati pendudzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti ndinomuona ndiri pamusoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamusoro pezvikomo; Havangaverengwi pakati pendudzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndiri pamusoro pamakomo pano ndinovaona, ndiri pazvikomo pano ndinovatarisa, onei vari vanhu vanoda kugara voga, vasingazviverengeri mukati mamamwe marudzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndiri pamusoro pamatombo, ndinovaona, ndiri pakakwirira, ndinovaona. Ndinoona vanhu vanogara vari voga uye havazviverengi pakati pendudzi. Sien die hoofstuk |