Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Hezvinoka ndauya. Asi ndingataure here chero chandingangoda kutaura? Shoko randinenge ndapiwa naMwari ndiro chete randichataura.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Barami akati kunaBaraki: Tarira, ndaʋuya kwauri; ko ini ndinesimba rokutaura cinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo maŋgu naMŋari, ndiro randicataura.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Bharamu akati kuna Bharaki, “Tarira, ndauya kwauri; ko ini ndine simba rokutaura chinhu here? Shoko rinoiswa mumuromo mangu naMwari, ndiro randichataura.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Hezvinoka ndauya. Asi ndingataure here chero chandingangoda kutaura? Shoko randinenge ndapiwa naMwari ndiro chete randichataura.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Bharamu akapindura akati, “Zvakanaka, zvino ndauya kwauri. Asi ndingataura zvose zvose here? Ndinofanira kungotaura chete zvinenge zvaiswa mumuromo mangu naMwari.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:38

Volg ons:

Advertensies


Advertensies